Luke 17:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati aciʋaʋona, akati kwaʋari: Endai mundoɀiratidza kuʋaprista. Ʋakati ʋacienda, ʋakapora.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati achivaona, akati kwavari, “Endai munozviratidza kuvaprista.” Uye pavaienda, vakabva vanatswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paakavaona akati kwavari, “Endai mundozviratidza kuvapristi.” Pavaienda vakabva vaporeswa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akati achivaona, akati kwavari, “Endai mundozviratidza kuvapristi.” Vakati vachienda, vakapora.
Shona 2009?
Zvino wakati achi\add va\add*vona, akati kwavari: Endai mundozviratidza kuvaprista. Zvino zvakaitika kuti pavaienda, vakanatswa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akati achivaona, akati kwavari, “Endai mundozviratidza kuvapristi.” Vakati vachienda, vakapora.