Luke 17:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mumŋe waʋo, wakati aciʋona kuti ndaporeswa, akadzoka, acikudza Mŋari nenzwi guru;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumwe wavo akati aona kuti akanga aporeswa, akadzoka achirumbidza Mwari nenzwi guru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino mumwechete wavo paakaona kuti arapwa, akadzoka achirumbidza Mwari nezwi riri pamusoro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mumwe wavo, akati achiona kuti ndaporeswa, akadzoka, achikudza Mwari nezwi guru;
Shona 2009?
Zvino mumwe wavo wakati avona kuti waporeswa, akadzoka, achikudza Mwari nenzwi guru;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mumwe wavo, akati achiona kuti ndaporeswa, akadzoka, achikudza Mwari nezwi guru;