Luke 17:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hapanawakawanikwa wadzokera kuzokudza Mŋari, asi uyu mutorwa here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kwashayikwa mumwe woga adzoka akazorumbidza Mwari kunze kwouyu mutorwa here?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hapana kuwanikwa adzoka kuzorumbidza Mwari kusiya mutorwa uyu oga.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hapana akawanikwa adzokera kuzokudza Mwari, asi uyu mutorwa here?”
Shona 2009?
Hapana kuwanikwa wadzokera kuzopa Mwari rukudzo, kunze kouyu mutorwa.
Shona SUB 2002 Bible
Hapana akawanikwa adzokera kuzokudza Mwari, asi uyu mutorwa here?”