Luke 17:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo akati kwaari: Simuka, uende; kutenda kwako kwakuponesa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akati kwaari, “Simuka uende; kutenda kwako kwakuporesa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati kwaari, “Chisimuka uenda zvako. Chitendero chako chakuponesa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo akati kwaari, “Simuka, uende; kutenda kwako kwakuponesa.”
Shona 2009?
Ipapo akati kwaari: Simuka uende; kutenda kwako kwakuponesa.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo akati kwaari, “Simuka, uende; kutenda kwako kwakuponesa.”