Luke 17:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haʋaŋgati: Tarirai pano! kana: Uko! Nokuti tarirai, ʋushe bgaMŋari bguri mukati menyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye vanhu havangati, ‘Hohuno pano’ kana kuti ‘Uho uko,’ nokuti umambo hwaMwari huri mamuri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hakuna munhu achati, ‘Hohuno huri pano kana kuti huri apo, nokuti izvozvi umambo hwaMwari huri pakati penyu.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Havangati, ‘Tarirai pano!’ Kana, ‘Uko!’ Nokuti tarirai, ushe hwaMwari huri mukati menyu.”
Shona 2009?
Uye havangati: Tarirai pano, Kana: Tarira uko. Nokuti tarirai, ushe bwaMwari bwuri mukati menyu.
Shona SUB 2002 Bible
Havangati, ‘Tarirai pano!’ Kana, ‘Uko!’ Nokuti tarirai, ushe hwaMwari huri mukati menyu.”