Luke 17:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kuʋadzidzi ʋake: Mazuʋa acaȿika amucatȿaka kuʋona zuʋa rimŋe ramazuʋa oMŋanakomana womunhu, asi hamuŋgariʋoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akati kuvadzidzi vake, “Nguva iri kuuya yamuchashuva kuona rimwe ramazuva oMwanakomana woMunhu, asi hamuzorioni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akazoti kuna vadzidzi vake, “Mazuva ari kuuya pamuchasuwira kuona rimwe ramazuva oMwanakomana womunhu asi hamumboriona.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kuvadzidzi vake, “Mazuva achasvika amuchatsvaka kuona zuva rimwe ramazuva oMwanakomana womunhu, asi hamungarioni.
Shona 2009?
Zvino wakati kuvadzidzi: Mazuva achasvika amuchashuva kuvona rimwe ramazuva oMwanakomana womunhu, asi hamunga\add ri\add*voni.
Shona SUB 2002 Bible
Akati kuvadzidzi vake, “Mazuva achasvika amuchatsvaka kuona zuva rimwe ramazuva oMwanakomana womunhu, asi hamungarioni.