Luke 17:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋacati kwamuri: Tarirai uko! Tarirai pano! Regai kuenda, kana ku ʋa teʋera;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vachati kwamuri, ‘Hoyo uko!’ kana kuti ‘Houno pano!’ Musamhanya muchivatevera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vamwe vachati kwamuri, ‘Ari kokoko kana kuti ari pano apa.’ Musaendeko kana kuvatevera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vachati kwamuri, ‘Tarirai uko! Tarirai pano!’ Regai kuenda, kana kuvatevera;
Shona 2009?
Zvino vachati kwamuri: Tarirai pano, kana: Tarirai uko; Regai kuenda, kana kutevera;
Shona SUB 2002 Bible
Vachati kwamuri, ‘Tarirai uko! Tarirai pano!’ Regai kuenda, kana kuvatevera;