Luke 17:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi unofanira kumbotambudzika ɀizhinji, nokurashwa norudzi urwu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi anofanira kutanga kumbotambudzika zvikuru uye acharambwa norudzi urwu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi anofanira kutanga atambudzika zvakanyanya agorambwa nechizvarwa ichi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi anofanira kumbotambudzika zvizhinji, nokurambwa norudzi urwu.
Shona 2009?
Asi kutanga unofanira kumbotambudzika zvizhinji, nokurashwa nezera iri.
Shona SUB 2002 Bible
Asi anofanira kumbotambudzika zvizhinji, nokurambwa norudzi urwu.