Luke 17:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
seɀaɀakaŋga ɀakaita namazuʋa aNoa, ndiɀo ɀaɀicaita ʋo namazuʋa oMŋanakomana womunhu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Sezvazvakanga zvakaita pamazuva aNoa, ndizvo zvazvichaitawo mumazuva oMwanakomana woMunhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sezvazvakanga zvakaita pamazuva aNowa, ndizvozvowo zvazvichaita pamazuva oMwanakomana womunhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Sezvazvakanga zvakaita namazuva aNoa, ndizvo zvazvichaitawo namazuva oMwanakomana womunhu;
Shona 2009?
Zvino sezvazvakanga zvakaita namazuva aNowa, ndizvo zvazvichaitavo namazuva omwanakomana womunhu.
Shona SUB 2002 Bible
Sezvazvakanga zvakaita namazuva aNowa, ndizvo zvazvichaitawo namazuva oMwanakomana womunhu;