Luke 17:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋaidya, nokunwa, nokuwana, nokuwaniswa, kuȿikira zuʋa rakapinda Noa muareka, mvura zhinji ikaȿika, ikaparadza ʋose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vaidya, vachinwa, vachiwana nokuwaniswa kusvikira zuva rakapinda Noa muareka. Ipapo mafashamu akasvika akavaparadza vose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vaidya nokumwa vachiroora nokuroorwa kusvikira pazuva rakapinda Nowa mungarava. Mafashamo akauya akavaparadza vose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vaidya, nokunwa, nokuwana, nokuwaniswa, kusvikira zuva rakapinda Noa muareka, mvura zhinji ikasvika, ikaparadza vose.
Shona 2009?
Vaidya, vaimwa vaiwana, vachiwaniswa, kusvikira zuva iro Nowa rakapinda naro muareka, mafashame akasvika, akavaparadza vose.
Shona SUB 2002 Bible
vaidya, nokunwa, nokuwana, nokuwaniswa, kusvikira zuva rakapinda Nowa muareka, mvura zhinji ikasvika, ikaparadza vose.