Luke 17:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
seɀaɀakaŋga ɀakaita ʋo namazuʋa aRoti; ʋaidya, nokunwa, nokuteŋga, nokuteŋgesa, nokusima, nokuʋaka;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Zvakanga zvakadarowo pamazuva aRoti. Vanhu vakanga vachidya nokunwa, vachitonga nokutongesa, vachidyara nokuvaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvowo zvakaitika pamazuva aRoti; vanhu vaidya vachinwa vachitenga nokutengesa vachidyara nokuvaka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Sezvazvakanga zvakaitawo namazuva aRoti; vaidya, nokunwa, nokutenga, nokutengesa, nokusima, nokuvaka;
Shona 2009?
Saizvozvovo sezvazvakanga zvakaitavo namazuva aRoti; vaidya, vaimwa, vaitenga, vaitengesa, vaidzvara, vachivaka;
Shona SUB 2002 Bible
Sezvazvakanga zvakaitawo namazuva aRoti; vaidya, nokunwa, nokutenga, nokutengesa, nokusima, nokuvaka;