Luke 17:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Cenjerai; kana hama yako ikatadza, umuraire; kana akatendeʋuka, umukaŋganwire.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka zvingwarirei. “Kana hama yako ichitadza, itsiure, uye kana akatendeuka, umuregerere.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvichenjererei imi pachenyu; kana hama yako ikakutadzira, itsiure. Kana ikapfidza iregerere.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Chenjerai; kana hama yako ikatadza, umurayire; kana akatendeuka, umukanganwire.
Shona 2009?
Muzvichenjerere: kana hama yako ikakutadzira, umudzore; kana akatendevuka, umukangamwire.
Shona SUB 2002 Bible
“Chenjerai; kana hama yako ikatadza, umurayire; kana akatendeuka, umukanganwire.