Luke 17:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiɀo ɀaɀicaita ʋo nezuʋa iro, Mŋanakomana womunhu raacaʋonekwa naro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Zvichaita saizvozvo pazuva iro Mwanakomana woMunhu acharatidzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndizvozvowo zvazvichaita pazuva richaoneswa Mwanakomana womunhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndizvo zvazvichaitawo nezuva iro, Mwanakomana womunhu raachaonekwa naro.
Shona 2009?
Ndizvo zvazvichaitavo nezuva iro, Mwanakomana womunhu raachabudiswa pachena naro.
Shona SUB 2002 Bible
Ndizvo zvazvichaitawo nezuva iro, Mwanakomana womunhu raachaonekwa naro.