Luke 17:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nezuʋa iro, uri pamsoro peimba, nhumbi dzake dziri mumba, ŋgaarege kuɓuruka kundodzitora; saiɀoɀo ʋo, uri kumunda ŋgaarege kudzokera kuneɀiri shure.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pazuva iro hakuna munhu ari pamusoro pedenga remba, ane nhumbi dzake mukati memba, anofanira kuburuka kuti andodzitora. Saizvozvowo, hakuna munhu ari kumunda achadzokera chinhu chero chipi zvacho.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pazuva iroro anenge ari pamusoro pemba aine zvinhu zvake mumba, ngaarege kuburukira kuzozvitora.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nezuva iro, ari pamusoro peimba, nhumbi dzake dziri mumba, ngaarege kuburuka kundodzitora; saizvozvowo, ari kumunda ngaarege kudzokera kunezviri shure.
Shona 2009?
Nezuva iro, unenge ari pamusoro peimba, nhumbi dzake dziri mumba, ngaarege kuburuka ku\add ndo\add*dzitora; nouri kumunda ngaarege kudzokera shure.
Shona SUB 2002 Bible
“Nezuva iro, ari pamusoro peimba, nhumbi dzake dziri mumba, ngaarege kuburuka kundodzitora; saizvozvowo, ari kumunda ngaarege kudzokera kune zviri shure.