Luke 17:35 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakadzi ʋaʋiri ʋacakuya pamŋe cete, mumŋe ucatorwa, mumŋe ucasiyiwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakadzi vaviri vachange vachikuya zviyo pamwe chete; mumwe achatorwa uye mumwe achasiyiwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakadzi vaviri vanenge vari paguyo vachikuya pamwechete, mumwe achatorwa, mumwe achisiiwa.” [
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakadzi vaviri vachakuya pamwechete, mumwe achatorwa, mumwe achasiyiwa. [
Shona 2009?
Vakadzi vaviri vachakuya pamwe chete, mumwe uchatorwa, mumwe asiiwe.
Shona SUB 2002 Bible
Vakadzi vaviri vachakuya pamwechete, mumwe achatorwa, mumwe achasiyiwa. [