Luke 17:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge akutadzira kanomŋe nezuʋa rimŋe, akadzokera kwauri kanomŋe, aciti: Ndatendeʋuka; umukaŋganwire.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana akakutadzira kanomwe pazuva, uye akadzoka kwauri kanomwe achiti, ‘Ndatendeuka,’ muregerere.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uye kana akakutadzira kanomwe pazuva akauya kwauri kanomwe achiti ndapfidza. Unofanira kumuregerera.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange akutadzira kanomwe nezuva rimwe, akadzokera kwauri kanomwe, achiti, ‘Ndatendeuka;’ umukanganwire.”
Shona 2009?
Kunyange akutadzira kanomwe pazuva, akadzokerazve kwauri kanomwe, achiti: Ndatendevuka; umukangamwire.
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe akutadzira kanomwe nezuva rimwe, akadzokera kwauri kanomwe, achiti, ‘Ndatendeuka;’ umukanganwire.”