Luke 18:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakaʋaʋudza mufananidzo wokuti ʋanofanira kunyeŋgetera ŋguʋa dzose, ʋasiŋgarashi mŋoyo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jesu akaudza vadzidzi vake mufananidzo wokuvaratidza kuti vaifanira kunyengetera nguva dzose vasingaori mwoyo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akavataurira mumwe muenzaniso wokuti vanofanira kunamata nguva dzose vasingarasi mwoyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akavaudza mufananidzo wokuti vanofanira kunyengetera nguva dzose, vasingarasi mwoyo;
Shona 2009?
Zvino wakavavudzavo mufananidzo kuti vanofanira kunyengetera nguva dzose, vasingavori moyo;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akavaudza mufananidzo wokuti vanofanira kunyengetera nguva dzose, vasingarasi mwoyo;