Luke 18:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinoɀinyima ɀokudya kaʋiri neviki, ndinopa cegumi ceɀose ɀandinowana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinozvinyima zvokudya kaviri pavhiki uye ndinopa chegumi chezvose zvandinowana.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinotsanya kaviri pasvondo. Ndinopa chegumi chezvose zvandinowana.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndinozvinyima zvokudya kaviri nevhiki, ndinopa chegumi chezvose zvandinowana.’
Shona 2009?
Ndinotsanya kaviri pavhiki, ndinopa chegumi chezvose zvandinazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Ndinozvinyima zvokudya kaviri pavhiki, ndinopa chegumi chezvose zvandinowana.’