Luke 18:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi muteresi wakamira kure, asiŋgaɗi kunyaŋge nokutarira kuɗeŋga, akaɀiroʋa cifuʋa, akati: Mŋari, ndinzwirei tsitsi, ini mutadzi!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Asi muteresi akamira ari nechokure, asingadi kunyange kutarira kudenga, asi akazvirova chipfuva akati, ‘Mwari, ndinzwirei tsitsi, ini mutadzi.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi muteresi akamira nechokure asingatomboda kusimudza maziso ake kudenga. Akazvibata pachifuva achizvininipisa achiti, ‘Mwari, ndinzwirewo tsitsi ini mutadzi.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi muteresi akamira kure, asingadi kunyange nokutarira kudenga, akazvirova chipfuva, akati, ‘Mwari, ndinzwirei tsitsi, ini mutadzi!’ ”
Shona 2009?
Asi muteresi wakamira kure asingadi kunyange kusimudzira meso kudenga, asi wakazvirova chifuva, achiti: Mwari, ndinzwirei tsitsi ini mutadzi.
Shona SUB 2002 Bible
Asi muteresi akamira kure, asingadi kunyangwe nokutarira kudenga, akazvirova chipfuva, akati, ‘Mwari, ndinzwirei tsitsi, ini mutadzi!’ ”