Luke 18:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakaʋuya naʋacece ʋo kwaari, kuti aʋanyaŋgate; asi ʋadzidzi ʋakati ʋaciɀiʋona, ʋakaʋaraira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vakauyawo navacheche kuna Jesu kuti avanyengeterere. Vadzidzi vakati vachiona izvozvo, vakavatsiura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vakanga vava kuunza kunyange vacheche kwaari kuti avabate. Vadzidzi vake pavakazviona, vakavarambidza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakauya navachechewo kwaari, kuti avanyangate; asi vadzidzi vakati vachizviona, vakavarayira.
Shona 2009?
Zvino vakavuyisa kwaarivo vacheche, kuti avanyangate; asi vadzidzi vakati vachi\add zvi\add*vona, vakavatsiura.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakauya navachechewo kwaari, kuti avanyangate; asi vadzidzi vakati vachizviona, vakavarayira.