Luke 18:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Jesu akaʋaɗanira kwaari, akati: Regai ʋana ʋaɗuku, ʋaʋuye kwandiri, musaʋadziʋisa, nokuti ʋushe bgaMŋari ndobgaʋakaɗai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Jesu akadanira vana kwaari achiti, “Regai vana vaduku vauye kwandiri, uye musavadzivisa, nokuti umambo hwaMwari ndohwavakadai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Jesu akadaidzira achiti, “Regai vana vaduku vauye kwandiri musavarambidze nokuti umambo hwedenga ndehwevakaita savava.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Jesu akavadanira kwaari, akati, “Regai vana vaduku, vauye kwandiri, musavadzivisa, nokuti ushe hwaMwari ndohwavakadai.
Shona 2009?
Asi Jesu akavadanira kwaari, akati: Regai vana vaduku vauye kwandiri, musavadzivisa, nokuti ushe bwaMwari ndobwavakadai.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Jesu akavadanira kwaari, akati, “Regai vana vaduku, vauye kwandiri, musavadzivisa, nokuti ushe hwaMwari ndohwavakadai.