Luke 18:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu akati kwaari: Unondiidzireiko wakanaka? Hakuna‐wakanaka, asi mumŋe cete, iye Mŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akapindura achiti, “Seiko uchinditi ndakanaka? Hakuna akanaka kunze kwaMwari oga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akati kwaari, “Sei uchinditi ndakanaka? Hakuna wakanaka asi Mwari woga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akati kwaari, “Unondiidzireiko wakanaka? Hakuna akanaka, asi mumwechete, iye Mwari.
Shona 2009?
Zvino Jesu akati kwaari: Unondiidzireiko wakanaka? Hakuna wakanaka, kunze komumwe chete, Mwari.
Shona SUB 2002 Bible
Jesu akati kwaari, “Unondiidzireiko wakanaka? Hakuna akanaka, asi mumwechete, iye Mwari.