Luke 18:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akati: Munerimŋe guta makaŋga munomumŋe mutoŋgi, wakaŋga asiŋgatyi Mŋari, kana kuʋa nehanya nomunhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati, “Mune rimwe guta maiva nomutongi akanga asingatyi Mwari uye asina hanya navanhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati, “Mune rimwe guta maiva nomutongi akanga asingatyi Mwari kana kuzeza munhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akati, “Mune rimwe guta makanga munomumwe mutongi, akanga asingatyi Mwari, kana kuva nehanya nomunhu.
Shona 2009?
achiti: Kwaivapo mune rimwe guta mumwe mutongi, wakanga asingatyi Mwari, kana kuva nehanya nomunhu;
Shona SUB 2002 Bible
akati, “Mune rimwe guta makanga munomumwe mutongi, akanga asingatyi Mwari, kana kuva nehanya nomunhu.