Luke 18:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati acinzwa iɀoɀo, akaɓatwa neshuŋgu kwaɀo; nokuti wakaŋga anefuma zhinji.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati anzwa izvozvo, akasuwa zvikuru, nokuti akanga ari murume akapfuma zvikuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paakanzwa izvi akasuruvara nokuti akanga akapfuma zvikuru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akati achinzwa izvozvo, akabatwa neshungu kwazvo; nokuti akanga ane pfuma zhinji.
Shona 2009?
Zvino wakati anzwa izvozvi, akashungurudzika kwazvo; nokuti wakanga akafuma zvikuru.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akati achinzwa izvozvo, akabatwa neshungu kwazvo; nokuti akanga ane pfuma zhinji.