Luke 18:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jesu, acimuʋona, akati: Ʋanefuma ʋacaremerwa sei kupinda muʋushe bgaMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akatarisa kwaari akati, “Zvikukutu sei kuti mupfumi apinde muumambo hwaMwari!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akamutarisa akati, “Zvakaoma sei kuti vano upfumi vapinde muumambo hwaMwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jesu, achimuona, akati, “Vane pfuma vacharemerwa sei kupinda muushe hwaMwari.
Shona 2009?
Zvino Jesu wakati achivona kuti unoshungurudzika kwazvo akati: Zvicharema sei kuvanefuma kupinda muushe bwaMwari.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jesu, achimuona, akati, “Vane pfuma vacharemerwa sei kupinda muushe hwaMwari.