Luke 18:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti kamera iŋgarerukirwa kupinda paʋuri rorunji, kumufumi kupinda muʋushe bgaMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvirokwazvo, zviri nyore kwazvo kuti ngamera ipinde napaburi retsono pano kuti mupfumi apinde muumambo hwaMwari.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zviri nyore kuti ngamera ipinde napaburi retsono panokuti mupfumi apinde muumambo hwaMwari.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti ngamera ingarerukirwa kupinda paburi retsono, kumupfumi kupinda muushe hwaMwari.”
Shona 2009?
Nokuti zvakareruka kuti kamera ripinde nomuvuri retsono, kumufumi kupinda muushe bwaMwari.
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuti ngamera ingarerukirwa kupinda paburi retsono, kumupfumi kupinda muushe hwaMwari.”