Luke 18:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Petro akati: Tarirai, isu takasiya ɀose, tikakuteʋerai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Petro akati kwaari, “Takasiya zvose zvataiva nazvo kuti tikuteverei!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pita akazoti, “Tarisai muone, isu takasiya misha yedu tikakuteverai.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Petirosi akati, “Tarirai, isu takasiya zvose, tikakuteverai.”
Shona 2009?
Ipapo Petro akati: Tarirai, isu takasiya zvose, tikakuteverai.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Petirosi akati, “Tarirai, isu takasiya zvose, tikakuteverai.”