Luke 18:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ucaiswa kuʋahedeni, nokusekwa, nokuitirwa ɀakaipa, nokupfirwa mate,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Achaiswa mumaoko avahedheni. Vachamuseka, vachamutuka, nokumupfira mate, vachamurova uye vachamuuraya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti achandoiswa mumaoko evechirudzi, achasveeredzwa achiitirwa zvinonyadzisa nokusvipirwa mate.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti achaiswa kuvahedheni, nokusekwa, nokuitirwa zvakaipa, nokupfirwa mate,
Shona 2009?
Nokuti uchakumikidzwa kuvahedheni, agosekwa, nokuitirwa zvakaipa, nokupfirwa mate,
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuti achaiswa kuvahedheni, nokusekwa, nokuitirwa zvakaipa, nokupfirwa mate,