Luke 18:35 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati asweɗera Jeriko, rimŋe ɓofu raigara panzira ricikumbira,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akati aswedera pedyo neJeriko, mumwe murume akanga ari bofu akanga agere parutivi pomugwagwa achipemha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paakaswedera kuJeriko, rimwe bofu rakanga rigere parutivi rwenzira richipemha
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akati aswedera Jeriko, rimwe bofu raigara panzira richikumbira,
Shona 2009?
Zvino zvakaitika kuti paaiswedera Jeriko, rimwe bofu raigara padivi penzira richipemha,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akati aswedera Jeriko, rimwe bofu raigara panzira richikumbira,