Luke 18:36 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
rakanzwa ʋanhu ʋazhinji ʋacipfuʋura, rikabvunza, riciti: Cinyiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati achinzwa vanhu vazhinji vakanga vachipfuura, akabvunza kuti chii chakanga chichiitika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
parakanzwa mhomho yavanhu ichipfuura, rakabvunza kuti, “Kwauyei?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
rakanzwa vanhu vazhinji vachipfuura, rikabvunza, richiti, “Chinyiko?”
Shona 2009?
rakati richinzwa chaunga chichipfuvura, rikabvunza kuti chaiva chinyiko.
Shona SUB 2002 Bible
rakanzwa vanhu vazhinji vachipfuura, rikabvunza, richiti, “Chiiko?”