Luke 18:38 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo rakaɗanidzira, riciti: Jesu, Mŋanakomana waDavidi, ndinzwirei ŋgoni!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye akadanidzira akati, “Jesu, Mwanakomana waDhavhidhi, ndinzwireiwo ngoni!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akashevedzera achiti, “Jesu Mwanakomana waDhavhidhi ndinzwireiwo tsitsi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo rakadanidzira, richiti, “Jesu, Mwanakomana waDhavhidhi, ndinzwirei ngoni!”
Shona 2009?
Ipapo rakadanidzira richiti: Jesu Mwanakomana waDhavhidhi, ndinzwirei ngoni!
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo rakadanidzira, richiti, “Jesu, Mwanakomana waDhavhidhi, ndinzwirei ngoni!”