Luke 18:40 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jesu wakamira, akaraira kuti ʋaʋuye naro kwaari; rikati rasweɗera, akaribvunza,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akamira ndokurayira kuti murume uyu auyiswe kwaari. Akati aswedera pedyo, Jesu akamubvunza akati,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akamira akati ngaauiswe kwaari. Paakasvika pedyo, akamubvunza achiti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jesu akamira, akarayira kuti vauye naro kwaari; rikati raswedera, akaribvunza,
Shona 2009?
Zvino Jesu wakamira, akaraira kuti rivuyiswe kwaari; rikati raswedera akaribvunza,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jesu akamira, akarayira kuti vauye naro kwaari; rikati raswedera, akaribvunza,