Luke 18:42 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu akati kwariri: Ciʋona, kutenda kwako kwakuponesa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akati kwaari, “Chiona; kutenda kwako kwakuporesa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akati kwaari, “Chiona zvako. Chitendero chako chakuponesa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akati kwariri, “Chiona, kutenda kwako kwakuponesa.”
Shona 2009?
Jesu akati kwaari: Chivonazve! kutenda kwako kwakuponesa.
Shona SUB 2002 Bible
Jesu akati kwariri, “Chiona, kutenda kwako kwakuponesa.”