Luke 18:43 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakarepo rikaʋona, rikamuteʋera, ricirumbidza Mŋari. Ʋanhu ʋose ʋakati ʋaciɀiʋona, ʋakakudza Mŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakarepo akaona akatevera Jesu, achirumbidza Mwari. Vanhu vose vakati vachizviona, naivowo vakarumbidza Mwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakarepo akabva avakuona akatevera Jesu achirumbidza Mwari. Vanhu vose pavakazviona vakarumbidza Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakarepo rikaona, rikamutevera, richirumbidza Mwari. Vanhu vose vakati vachizviona, vakakudza Mwari.
Shona 2009?
Pakarepo rikavonazve, rikamutevera, richirumbidza Mwari. Vanhu vose vakati vachi\add zvi\add*vona vakarumbidza Mwari.
Shona SUB 2002 Bible
Pakarepo rikaona, rikamutevera, richirumbidza Mwari. Vanhu vose vakati vachizviona, vakakudza Mwari.