Luke 18:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ishe akati: Inzwai ɀinorebga nomutoŋgi usakarurama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Ishe akati, “Inzwai zvinotaurwa nomutongi asakarurama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akati, “Inzwai zviri kutaurwa nomutongi asina kururama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ishe akati, “Inzwai zvinorehwa nomutongi asakarurama.
Shona 2009?
Ishe akati: Inzwai zvinorebwa nomutongi usakarurama.
Shona SUB 2002 Bible
Ishe akati, “Inzwai zvinorehwa nomutongi asakarurama.