Luke 18:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakareʋa ʋo mufananidzo uyu kunaʋamŋe, ʋakaŋga ʋaciɀitenda, ʋaciti takarurama, ʋaciɀidza ʋamŋe, akati:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akataura mufananidzo uyu, kuna vamwe vakanga vachivimba nokururama kwavo uye vaizvidza vamwe akati,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akavataurirawo muenzaniso uyu kune vamwe vaizvikudza vachizviona savakarurama kupinda vamwe vachishora vamwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akarevawo mufananidzo uyu kuna vamwe, vakanga vachifunga, vachiti takarurama, vachizvidza vamwe, akati,
Shona 2009?
Wakarevavo mufananidzo uyu kuna vamwe, vakanga vachizvivimba kuti vakarurama, vachizvidza vamwe, \add akati\add*:
Shona SUB 2002 Bible
Akarevawo mufananidzo uyu kuna vamwe, vakanga vachifunga, vachiti takarurama, vachizvidza vamwe akati,