Luke 19:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋanhu ʋenyika yake ʋakaŋga ʋacimuʋeŋga, ʋakatuma nhume kumuteʋera, kundoti: Hatiɗi kuti uyu munhu aʋe ishe weɗu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Asi varanda vake vaimuvenga vakatuma nhume dzikamutevera kuti dzindoti, ‘Munhu uyu hatidi kuti ave mambo wedu.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi vanhu vake vaimuvenga. Vakatumira nhume dzokumutevera dzichiti, ‘Hatidi kuti munhu uyu atitonge.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi vanhu venyika yake vakanga vachimuvenga, vakatuma nhume kumutevera, kundoti, ‘Hatidi kuti uyu munhu ave ishe wedu.’
Shona 2009?
Asi vanhu venyika yake vakanga vachimuvenga, vakatuma nhume kumutevera, vachiti: Hatidi uyu kuti atitonge.
Shona SUB 2002 Bible
Asi vanhu venyika yake vakanga vachimuvenga, vakatuma nhume kumutevera, kundoti, ‘Hatidi kuti uyu munhu ave ishe wedu.’