Luke 19:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana mumŋe akakubvunzai, aciti: Munoisunuŋgurireiko? muti kwaari kuɗai: Ishe unoiɗa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana pane munhu anokubvunzai achiti, ‘Seiko muchiisunungura?’ muvaudze kuti, ‘Ishe anoida.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana munhu akakubvunzai kuti, ‘Muri kuchisunungurirei?’ Munomuti, ‘Tenzi anochida.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana mumwe akakubvunzai, achiti, ‘Munoisunungurireiko?’ Muti kwaari, ‘Kudai ishe anoida.’ ”
Shona 2009?
Kana mumwe munhu akakubvunzai \add achiti\add*: Muno\add ri\add*sunungurireiko? Muchataura kwaari kudai: Ishe unorida.
Shona SUB 2002 Bible
Kana mumwe akakubvunzai, achiti, ‘Munoisunungurireiko?’ Muti kwaari, ‘Kudai ishe anoida.’ ”