Luke 19:46 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
aciti kwaʋari: Kwakanyorwa kuti imba yaŋgu icaʋa imba yokunyeŋgetera; asi imi makaiita ɓako ramakororo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati kwavari, “Kwakanyorwa kuchinzi, ‘Imba yangu ichava yokunyengeterera,’ asi mava kuiita ‘bako ramakororo.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
achiti kwavari, “Zvakanyorwa zvichinzi, ‘Imba yangu ichanzi imba yokunamatira asi imi makaiita bako ramakororo.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
achiti kwavari, “Kwakanyorwa kuti imba yangu ichava imba yokunyengetera; asi imi makaiita bako ramakororo.”
Shona 2009?
achiti kwavari: Kwakanyorwa \add kuti\add* imba yangu imba yokunyengetera; asi imwi makaiita bako ramakororo.
Shona SUB 2002 Bible
achiti kwavari, “Kwakanyorwa kuti imba yangu ichava imba yokunyengetera; asi imi makaiita bako ramakororo.”