Luke 19:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋose ʋakaɀiʋona, ʋakaŋuŋuna, ʋaciti: Wapinda kundogara nomurume uri mutadzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vose vakaona izvi vakatanga kugunun'una vachiti, “Aenda kundova mueni wo‘mutadzi.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu pavakazviona, vose vakanyunyuta vachiti aenda kundogara mumba momutadzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vose vakazviona, vakagu'nun'una, vachiti, “Wapinda kundogara nomurume uri mutadzi.”
Shona 2009?
Zvino vakati va\add zvi\add*vona, vose vakan'un'una, vachiti: Unondova mweni womunhu mutadzi.
Shona SUB 2002 Bible
Vose vakazviona, vakagunun'una, vachiti, “Wapinda kundogara nomurume uri mutadzi.”