Luke 19:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu akati kwaari: Nhasi ruponeso rwaȿika paimba ino; nokuti naiye ʋo mŋanakomana waAbrahama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akati kwaari, “Nhasi ruponeso rwasvika mumba muno, nokuti murume uyu mwanakomanawo waAbhurahama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akati kwaari, “Nhasi uno ruponeso rwauya kumba ino nokuti murume uyu mwanakomanawo waAbhurahamu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akati kwaari, “Nhasi ruponeso rwasvika paimba ino; nokuti naiyewo mwanakomana waAbhuruhamu.
Shona 2009?
Jesu akati kwaari: Nhasi ruponeso rwasvika mumba muno; nokuti naiyevo mwanakomana waAbhurahamu.
Shona SUB 2002 Bible
Jesu akati kwaari, “Nhasi ruponeso rwasvika paimba ino; nokuti naiyewo mwanakomana waAbhurahamu.