Luke 2:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino namazuʋa iwayo cireʋo cakaitwa naKesari Augusto, kuti nyika yose inyorwe mazita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumazuva iwayo Kesari Ogasito akapa chirevo chokuti vagari vose venyika dzose dzaitongwa neRoma vaverengwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Namazuva iwayo kwakatemwa chirevo chakabva kuna Siza Agusuto, chokuti vanhu vapasi pose vanyorwe mazita avo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino namazuva iwayo chirevo chakaitwa naKesari Augusto, kuti nyika yose inyorwe mazita.
Shona 2009?
Zvino zvakaitika kuti namazuva iwayo, chirevo chakabuda kubva kunaKesari Agasto, kuti nyika yose inyorwe mazita.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino namazuva iwayo chirevo chakaitwa naKesari Augusto, kuti nyika yose inyorwe mazita.