Luke 2:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mutumŋa akati kwaʋari: Musatya; nokuti tarirai, ndinokuparidzirai mashoko omufaro mukuru, ucaʋa waʋanhu ʋose;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi mutumwa akati kwavari, “Musatya. Ndauya nenhau dzakanaka dzomufaro mukuru uchava wavanhu vose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi mutumwa akati kwavari, “Regai henyu kutya nokuti ndakuunzirai shoko rakanaka rorufaro rukuru ruchava rwavanhu vose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo mutumwa akati kwavari, “Musatya; nokuti tarirai, ndinokuparidzirai mashoko omufaro mukuru, uchava wavanhu vose;
Shona 2009?
Ipapo mutumwa akati kwavari: Musatya; nokuti tarirai, ndinokuparidzirai mashoko akanaka omufaro mukuru, uchava kuvanhu vose;
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo mutumwa akati kwavari, “Musatya; nokuti tarirai, ndinokuparidzirai mashoko omufaro mukuru, uchava wavanhu vose;