Luke 2:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋakakurumidza kuenda, ʋakawana Maria naJosefa, norushiye ruʋete mucidyiro ceɀipfuwo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka vakakurumidza kusimuka vakaenda vakandowana Maria naJosefa, nomwana, akanga avete muchidyiro chezvipfuwo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakaenda vachikurumidza vakasvikowana Maria naJosefi, uyezve mucheche arere muchidyiro chezvipfuwo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vakakurumidza kuenda, vakawana Maria naJosefa, nomwana mucheche avete muchidyiro chezvipfuwo.
Shona 2009?
Ipapo vakakurumidza kusvika, vakawana vose Maria naJosefa, norusvava ruvete muchidyiro chezvipfuwo.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vakakurumidza kuenda, vakawana Maria naJosefa, nomwana mucheche avete muchidyiro chezvipfuwo.