Luke 2:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakati ʋaʋona, ʋakaziʋisa kwose shoko raʋakaŋga ʋaʋudzwa romŋana uyo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati vamuona, vakaparadzira shoko maererano nezvakanga zvataurwa pamusoro pomwana uyu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti vafudzi vaona mwana vakatanga kurondedzera zvavakanga vataurirwa nezvemwana uyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakati vaona, vakazivisa kwose shoko ravakanga vaudzwa rezvomwana uyo.
Shona 2009?
Vakati vavona, vakazivisa kose shoko ravakanga vavudzwa maererano nomwana uyo.
Shona SUB 2002 Bible
Vakati vaona, vakazivisa kwose shoko ravakanga vaudzwa rezvomwana uyo.