Luke 2:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋose ʋakanzwa ʋakashamiswa neɀaʋakaʋudzwa naʋafudzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye vose vakazvinzwa vakashamiswa nezvavakataurirwa navafudzi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vose vakanzwa izvi vakashamiswa kwazvo nezvavakataurirwa navafudzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vose vakanzwa vakashamiswa nezvavakaudzwa navafudzi.
Shona 2009?
Zvino vose vakanzwa vakashamiswa nezvinhu izvi zvavakavudzwa navafudzi.
Shona SUB 2002 Bible
Vose vakanzwa vakashamiswa nezvavakaudzwa navafudzi.