Luke 2:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Maria wakaceŋgeta mashoko iwayo ose, aciafuŋgisisa mumŋoyo make.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Maria akachengeta zvinhu zvose izvi akazvifungisisa mumwoyo make.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Maria akapfundira zvinhu zvose izvi mumwoyo make achinyatsozvifungisisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Maria akachengeta mashoko iwayo ose, achifungisisa mumwoyo make.
Shona 2009?
Asi Maria wakachengeta zvinhu izvi zvose, achifungisisa mumoyo make.
Shona SUB 2002 Bible
Asi Maria akachengeta mashoko iwayo ose, achifungisisa mumwoyo make.