Luke 2:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mazuʋa okuɀinatsa kwaʋo nomurairo waMosesi akati apera, ʋakaenda naye Jerusarema, kuti ʋamuise pamberi paShe;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nguva yokuzvinatsa kwavo maererano noMurayiro waMozisi yakati yakwana, Josefa naMaria vakaenda naye kuJerusarema kundomukumikidza kuna She
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti nguva yokuchenurwa kwavo yakwana, vakakwira nomwana kuJerusaremu kundomusuma kuna Tenzi sezvaidikanwa nomutemo waMosesi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mazuva okuzvinatsa kwavo nomurayiro waMosesi akati apera, vakaenda naye Jerusaremu, kuti vamuise pamberi paIshe;
Shona 2009?
Zvino mazuva okuzvinatsa kwake nomurairo waMozisi akati apera, vakavuya naye Jerusarema, kuti va\add mu\add*kumikidze kunaShe;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mazuva okuzvinatsa kwavo nomurairo waMosesi akati apera, vakaenda naye Jerusaremu, kuti vamuise pamberi paIshe;