Luke 2:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye wakaŋga aratidzwa noMŋeya Mutȿene, kuti haaŋgaʋoni rufu, asati aʋona Kristu waShe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvakanga zvaratidzwa naMweya Mutsvene kuti haaizofa asati aona Muzodziwa waShe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu iyeyu akanga aziviswa naMweya Mutsvene, kuti haazofi asati aona Mesia waTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akanga aratidzwa noMweya Mutsvene, kuti haangaoni rufu, asati aona Kristu waIshe.
Shona 2009?
Zvino zvakanga zvaratidzwa kwaari noMweya Mutsvene, kuti haangavoni rufu asati avona Kristu waShe.
Shona SUB 2002 Bible
Iye akanga aratidzwa noMweya Mutsvene, kuti haangaoni rufu, asati aona Kristu waIshe.