Luke 2:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akamuɓata mumaʋoko ake akarumbidza Mŋari, aciti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Simeoni akamubata mumaoko ake akarumbidza Mwari achiti:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
akatora mwana akamubata mumaoko, akarumbidza Mwari achiti;
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akamubata mumaoko ake akarumbidza Mwari, achiti,
Shona 2009?
iye akamutora akamubata mumavoko ake akavonga Mwari, achiti:
Shona SUB 2002 Bible
akamubata mumaoko ake akarumbidza Mwari, achiti,